Ruka 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Herodhi, mumwe wavatongi vana, zvaakatsiudzwa naJohani pamusana paHerodhiasi mukadzi womunun'una wake uye napamusana pezvakaipa zvose zvaakanga aita, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 asi Herode muɓati, wakati arairwa naye pamsoro paHerodiasi, mukadzi womunuŋuna wake, neɀakaipa ɀose ɀaakaŋga aita iye Herode, See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 asi ishe Herodhi, akati arairwa naye pamusoro paHerodhiasi, mukadzi womunun'una wake, nezvakaipa zvose zvaakanga aita iye Herodhi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Herodhi, mumwe wavatongi vana, zvaakatsiudzwa naJohani pamusana paHerodhiasi mukadzi womunun'una wake uye napamusana pezvakaipa zvose zvaakanga aita, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi Herodhi, mumwe wavatongi vana, zvaakatsiudzwa naJohani pamusana paHerodhiasi mukadzi womunun'una wake uye napamusana pezvakaipa zvose zvaakanga aita, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi Johani akati atsiura Herodhi mutongi nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi womununʼuna wake, uye nezvimwe zvinhu zvose zvakaipa zvaakanga aita, See the chapter |