Online Bible

- Advertisements -

Ruka 24:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 zvokuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi agorovererwa pamuchinjikwa asi agozomuka nezuva retatu.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 kuti Mŋanakomana womunhu unofanira kuiswa mumaʋoko aʋanhu ʋakaipa, aroʋerwe pamucinjikwa, agomuka nezuʋa retatu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 kuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu vakaipa aroverwe pamuchinjikwa, agomuka nezuva retatu.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 zvokuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi agorovererwa pamuchinjikwa asi agozomuka nezuva retatu.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 zvokuti, ‘Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi agorovererwa pamuchinjikwa asi agozomuka nezuva retatu.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 ‘Mwanakomana woMunhu anofanira kuiswa mumaoko avatadzi, arovererwe pamuchinjikwa agomukazve pazuva rechitatu.’ ”

See the chapter Copy

Ruka 24:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements