Ruka 24:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vachiri kupokana kudaro pamusana pokufara uye vachikatyamadzwa akati kwavari, “Mune chokudya here pano?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino ʋakati ʋacigere kutenda nokufara kwaʋo, ʋacashamiswa, akati kwaʋari: Muneɀokudya pano here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Zvino vakati vachigere kutenda nokufara kwavo, vachashamiswa, akati kwavari, “Mune zvokudya pano here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vachiri kupokana kudaro pamusana pokufara uye vachikatyamadzwa akati kwavari, “Mune chokudya here pano?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vachiri kupokana kudaro pamusana pokufara uye vachikatyamadzwa akati kwavari, “Mune chokudya here pano?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Uye pavakanga vachigere kutenda nokuda kwomufaro uye vachishamiswa, akavabvunza akati, “Mune chokudya here pano?” See the chapter |