Ruka 23:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Paakaziva kuti ndowekudunhu raHerodhi akamutumira kuna Herodhi akanga ari muJerusaremu panguva iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati anzwa kuti unobva kunyika yakaɓatwa naHerode, akamutumira kunaHerode, nokuti wakaŋga ari muJerusarema amene pamazuʋa iwayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akati anzwa kuti anobva kunyika yakatongwa naHerodhi, akamutumira kuna Herodhi, nokuti akanga ari muJerusaremu pamazuva iwayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Paakaziva kuti ndowekudunhu raHerodhi akamutumira kuna Herodhi akanga ari muJerusaremu panguva iyoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Paakaziva kuti ndowekudunhu raHerodhi akamutumira kuna Herodhi akanga ari muJerusaremu panguva iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati anzwa kuti Jesu akanga ari pasi poutongi hwaHerodhi, akabva amutumira kuna Herodhi, uyo aivawo muJerusarema panguva iyoyo. See the chapter |