Ruka 23:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Pirato akamubvunza, akati: Ko uri Mambo waʋaJuda here? Akamupindura, akati: Ndiɀo ɀamareʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Pirato akamubvunza, akati, “Ko uri Mambo wavaJudha here?” Akamupindura, akati, “Ndizvo zvamareva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka Pirato akabvunza Jesu achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo zvamareva.” See the chapter |