Ruka 23:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakataŋga kumupomera mhoȿa, ʋaciti: Takawana munhu uyu acitsausa rudzi rweɗu, aciʋadziʋisa kuti ʋarege kuʋigira Kesari mutero; ʋuye aciɀiidza Kristu Mambo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achivadzivisa kuti varege kuvigira Kesari kuterera; uye achizviti ndini Kristu Mambo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana murume uyu achitsausa rudzi rwedu. Haabvumirani nokuripa mutero kuna Kesari uye anozviti ndiye Kristu, mambo.” See the chapter |