Ruka 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zuva guru reChingwa Chisina mbiriso rakazosvika rayiitwa hwayana yePasika chibayiro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino zuʋa reɀiŋgwa ɀisinembiriso rakati raȿika, rakafanira kuɓayirwa paseka naro, See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino zuva rezvingwa zvisina mbiriso rakati rasvika, rakafanira kubayirwa Pasika naro, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zuva guru reChingwa Chisina mbiriso rakazosvika rayiitwa hwayana yePasika chibayiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zuva guru reChingwa Chisina mbiriso rakazosvika rayiitwa hwayana yePasika chibayiro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo zuva reZvingwa Zvisina Mbiriso rakasvika, iro raifanira kubayirwa gwayana rePasika. See the chapter |