Ruka 22:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ndaiʋa nemi mutembere mazuʋa ose mukasandiɓata; asi ɀino iŋguʋa yenyu nesimba rerima. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 Ndaiva nemi mutemberi mazuva ose mukasandibata; asi zvino inguva yenyu nesimba rerima.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Mazuva ose ndakanga ndinemi mutemberi, uye hamuna kundibata. Asi ino ndiyo nguva yenyu, yokutonga kwerima.” See the chapter |