Ruka 22:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Vakanga vakamupoteredza pavakaona zvakanga zvavakuda kuitika vakati, “Tenzi totema namapakatwa here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ɀino ʋaiʋa naye ʋakati ʋaciʋona ɀicaitika, ʋakati: Ishe, totema neminondo here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Zvino vaiva naye vakati vachina zvichaitika, vakati, “Ishe, totema neminondo here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Vakanga vakamupoteredza pavakaona zvakanga zvavakuda kuitika vakati, “Tenzi totema namapakatwa here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Vakanga vakamupoteredza pavakaona zvakanga zvavakuda kuitika vakati, “Tenzi totema namapakatwa here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Vateveri vaJesu vakati vaona zvakanga zvoda kuitika vakati, “Ishe, tivabaye neminondo yedu here?” See the chapter |