Ruka 22:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Wakati aȿika panɀimbo iyo, akati kwaʋari: Nyeŋgeterai kuti murege kupinda pakuidzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda pakuedzwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda mukuedzwa.” See the chapter |