Online Bible

- Advertisements -

Ruka 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakatȿaka kuti ʋaŋgamuʋuraya sei; nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakanga vachitsvaka nzira yavangabata nayo Jesu, nokuti vakanga vachitya vanhu.

See the chapter Copy

Ruka 22:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements