Ruka 20:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakataurirana pakati paʋo, ʋaciti: Kana tikati, Kuɗeŋga, ucati: Makagoregerei kumutenda? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vakataurirana pakati pavo, vachiti, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Makagoregerei kumutenda?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakataurirana pakati pavo vakati, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga,’ iye achati, ‘Seiko musina kumutenda?’ See the chapter |