Ruka 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino kwakaŋga kunaʋafudzi munyika iyo, ʋaigara kuʋuragu ʋacirinda mapoka aʋo ʋusiku. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino kwakanga kuna vafudzi munyika iyo, vaigara kuhuragu vachirinda mapoka avo usiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye kwakanga kuna vafudzi vakanga vachigara kumafuro aiva pedyo naikoko, vachichengeta makwai avo usiku. See the chapter |