Ruka 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ʋakati ʋari’po, mazuʋa okuɀara kwake akaȿika; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino vakati varipo, mazuva okusununguka kwake akasvika; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vachiri ikoko, nguva yokuzvarwa kwomwana yakasvika, See the chapter |