Ruka 2:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ipapo akaɓuruka naʋo, akaȿika Nazareta, akaʋaterera. Mai ʋake ʋakaceŋgeta mashoko iwayo ose mumŋoyo maʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 Ipapo akaburuka navo, akasvika Nazareta, akavateerera. Mai vake vakachengeta mashoko iwayo ose mumwoyo mavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 Akadzika navo akasvika kuNazareti, kwaakagara navo achivateerera. Amai vake vakapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Ipapo akaburuka navo kuNazareta uye akavateerera. Asi mai vake vakachengeta zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo. See the chapter |