Ruka 2:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Iye akavapindura achiti, “Chakaita kuti munditsvake kumwe kwese chii? Makanga musingazive here kuti ndinofanira kuva muimba yaBaba vangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Akati kwaʋari: Makaŋga mucinditȿakireiko? Makaŋga musiŋgaziʋi kuti ndinofanira kuʋa paɀinhu ɀaƂaɓa ʋaŋgu here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Akati kwavari, “Makanga muchinditsvakireiko? Makanga musingazivi kuti ndinofanira kuva pazvinhu zvaBaba vangu here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Iye akavapindura achiti, “Chakaita kuti munditsvake kumwe kwese chii? Makanga musingazive here kuti ndinofanira kuva muimba yaBaba vangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Iye akavapindura achiti, “Chakaita kuti munditsvake kumwe kwese chii? Makanga musingazive here kuti ndinofanira kuva muimba yaBaba vangu?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Iye akati, “Manga muchinditsvakireiko? Manga musingazivi here kuti ndaifanira kunge ndiri mumba mababa vangu?” See the chapter |