Ruka 2:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Nezuva rechitatu vakazomuwana ari muTemberi agere pakati pavadzidzisi achiteerera zvavaitaura achivabvunzawo mibvunzo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Mazuʋa matatu akati apfuʋura, ʋakamuwana ari mutembere, agere pakati paʋadzidzisi aciterera nokuʋabvunza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Mazuva matatu akati apfuura, vakamuwana ari mutemberi, agere pakati pavadzidzisi achiteerera nokuvabvunza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Nezuva rechitatu vakazomuwana ari muTemberi agere pakati pavadzidzisi achiteerera zvavaitaura achivabvunzawo mibvunzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Nezuva rechitatu vakazomuwana ari muTemberi agere pakati pavadzidzisi achiteerera zvavaitaura achivabvunzawo mibvunzo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Mushure mamazuva matatu vakamuwana ari mutemberi, akagara pakati pavadzidzisi achivateerera uye achivabvunza mibvunzo. See the chapter |