Ruka 2:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋakati ʋapedza ɀose ɀomurairo waShe, ʋakadzokera Garirea, kuguta raʋo Nazareta. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vakati vapedza zvose zvomurayiro waIshe, vakadzokera Gariria, kuguta ravo Nazareta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Josefa naMaria vakati vaita zvose zvaidikanwa noMurayiro waShe, vakadzokera kuGarirea kuguta ravo reNazareta. See the chapter |