Online Bible

- Advertisements -

Ruka 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Afemerwa naMweya, akapinda muTemberi. Vabereki zvavakauisa mwana Jesu kuzomuitira zviya zvaigaroitwa zviri muMutemo

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Iye wakaʋuya mutembere noMŋeya; ɀino ʋaɓereki ʋakati ʋaciʋuya nomŋana Jesu, kuti ʋaite naye nomutoʋo womurairo,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Iye akauya mutemberi achifambirwa noMweya; zvino vabereki vakati vachiuya nomwana Jesu, kuti vaite naye nomutoo womurayiro,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Afemerwa naMweya, akapinda muTemberi. Vabereki zvavakauisa mwana Jesu kuzomuitira zviya zvaigaroitwa zviri muMutemo

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Afemerwa naMweya, akapinda muTemberi. Vabereki zvavakauisa mwana Jesu kuzomuitira zviya zvaigaroitwa zviri muMutemo

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Akapinda mutemberi achisundwa noMweya Mutsvene. Vabereki vakati vauya nomwana Jesu kuti vazoita kwaari tsika yaidiwa noMurayiro,

See the chapter Copy

Ruka 2:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements