Ruka 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Uku ndiko kwaiva kunyorwa kwamazita kwokutanga kwakaitwa Kwiriniosi ari mutongi weSiria. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Uku ndokwaiʋa kunyorwa kwokutaŋga, kwakaitwa Kuriniosi ari muɓati weSiria. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Uku ndokwaiva kunyorwa kwokutanga, kwakaitwa Kuriniosi ari mubati weSiria. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Uku ndiko kwaiva kunyorwa kwamazita kwokutanga kwakaitwa Kwiriniosi ari mutongi weSiria. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Uku ndiko kwaiva kunyorwa kwamazita kwokutanga kwakaitwa Kwiriniosi ari mutongi weSiria. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uku ndiko kwaiva kuverengwa kwokutanga kwakaitwa panguva yaKuriniasi paakanga ari mubati weSiria. See the chapter |