Ruka 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi Maria wakaceŋgeta mashoko iwayo ose, aciafuŋgisisa mumŋoyo make. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Asi Maria akachengeta mashoko iwayo ose, achifungisisa mumwoyo make. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi Maria akachengeta zvinhu zvose izvi akazvifungisisa mumwoyo make. See the chapter |