Online Bible

- Advertisements -

Ruka 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Namazuva iwayo kwakatemwa chirevo chakabva kuna Siza Agusuto, chokuti vanhu vapasi pose vanyorwe mazita avo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino namazuʋa iwayo cireʋo cakaitwa naKesari Augusto, kuti nyika yose inyorwe mazita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino namazuva iwayo chirevo chakaitwa naKesari Augusto, kuti nyika yose inyorwe mazita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Namazuva iwayo kwakatemwa chirevo chakabva kuna Siza Agusuto, chokuti vanhu vapasi pose vanyorwe mazita avo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Namazuva iwayo kwakatemwa chirevo chakabva kuna Siza Agusuto, chokuti vanhu vapasi pose vanyorwe mazita avo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mumazuva iwayo Kesari Ogasitasi akapa chirevo chokuti vagari vose venyika dzose dzaitongwa neRoma vaverengwe.

See the chapter Copy

Ruka 2:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements