Ruka 19:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo akamhanyira mberi, akakwira mumuʋonde kuti amuʋone, nokuti wakaŋga opfuʋura napo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo akamhanyira mberi, akakwira mumuonde kuti amuone, nokuti akanga opfuura napo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokudaro akamhanyira mberi akandokwira mumuti womuonde kuti amuone, sezvo Jesu akanga achienda naipapo. See the chapter |