Ruka 19:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akatȿaka kuʋona Jesu, kuti ndiye ani; asi wakaŋga asiŋgagoni, nokuti wakaŋga akafupika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 akatsvaka kuona Jesu, kuti ndiye ani; asi akanga asingagoni, nokuti akanga akapfupika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akauya achida kuona Jesu kuti ndiani, asi nokuda kwokuti akanga ari munhu mupfupi, akatadza kuona nokuda kwavanhu vazhinji. See the chapter |