Ruka 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndinokutaurirai kuti achavadzivirira nokuchimbidza. Kunyange zvakadaro zvazvo, pachauya Mwanakomana womunhu, achasvikowana panyika pane chitendero here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndinoti kwamuri: Ucakurumidza kuʋaruramisira. Asi Mŋanakomana womunhu kana aciȿika, ucawana kutenda panyika here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ndinoti kwamuri, achakurumidza kuvaruramisira. Asi Mwanakomana womunhu kana achisvika, achawana kutenda panyika here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndinokutaurirai kuti achavadzivirira nokuchimbidza. Kunyange zvakadaro zvazvo, pachauya Mwanakomana womunhu, achasvikowana panyika pane chitendero here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndinokutaurirai kuti achavadzivirira nokuchimbidza. Kunyange zvakadaro zvazvo, pachauya Mwanakomana womunhu, achasvikowana panyika pane chitendero here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndinoti kwamuri, achaona kuti varuramisirwa, uye nokukurumidza. Kunyange zvakadaro hazvo, kana Mwanakomana woMunhu achisvika, achawana kutenda panyika here?” See the chapter |