Ruka 18:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Maivawo neimwe chirikadzi muguta iroro yaingoramba ichiuya kwaari ichiti, ‘Ndienzanisireiwo nyaya yangu nomuvengi wangu.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino kwakaŋga kunecirikadzi muguta iro, yairamba iciʋuya kwaari, iciti: Ndiruramisire kumuʋeŋgi waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino kwakanga kune chirikadzi muguta iro, yairamba ichiuya kwaari, ichiti, ‘Ndiruramisire kumuvengi wangu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Maivawo neimwe chirikadzi muguta iroro yaingoramba ichiuya kwaari ichiti, ‘Ndienzanisireiwo nyaya yangu nomuvengi wangu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Maivawo neimwe chirikadzi muguta iroro yaingoramba ichiuya kwaari ichiti, ‘Ndienzanisireiwo nyaya yangu nomuvengi wangu.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uye muguta imomo maiva nechirikadzi yakaramba ichiuya kwaari nechikumbiro ichiti, ‘Ndiruramisireiwo kumuvengi wangu.’ See the chapter |