Ruka 18:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati: Munerimŋe guta makaŋga munomumŋe mutoŋgi, wakaŋga asiŋgatyi Mŋari, kana kuʋa nehanya nomunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akati, “Mune rimwe guta makanga munomumwe mutongi, akanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari uye asina hanya navanhu. See the chapter |