Ruka 17:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndiani kwamuri uŋgaʋa nomuranda unorima, kana unofudza makwai, akati kwaari, acibva kumunda: Ʋuya, ugare pakudya? See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 “Ndiani kwamuri angava nomuranda anorima, kana anofudza makwai, akati kwaari, achibva kumunda, Uya, ugare pakudya? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ngatitii mumwe wenyu anga aine muranda anorima kana kuti anofudza makwai. Angati here kumuranda paanopinda achibva kumunda, ‘Uya pano iye zvino ugare pasi udye’? See the chapter |