Ruka 17:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kunyaŋge akutadzira kanomŋe nezuʋa rimŋe, akadzokera kwauri kanomŋe, aciti: Ndatendeʋuka; umukaŋganwire. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Kunyange akutadzira kanomwe nezuva rimwe, akadzokera kwauri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka;’ umukanganwire.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana akakutadzira kanomwe pazuva, uye akadzoka kwauri kanomwe achiti, ‘Ndatendeuka,’ muregerere.” See the chapter |