Online Bible

- Advertisements -

Ruka 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kana ariwana, unokokera hama dzake naʋakaʋaka naye, akati kwaʋari: Farai neni, nokuti ndawana drakema randakaŋga ndarashikirwa naro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Kana ariwana, anokokera hama dzake navavakidzani vake, akati kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana dhirakema randakanga ndarasikirwa naro.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye paanenge aiwana, achadana shamwari dzake navavakidzani agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni, ndawana mari yangu yakanga yarasika.’

See the chapter Copy

Ruka 15:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements