Ruka 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisei achiti, “Zviri pamutemo here kana kuti kwete kuporesa nomusi weSabata?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Jesu akapindura, akataura kuʋaɗudziri ʋomurairo nokuʋaFarise, aciti: Kwakatenderwa kuporesa nomusi wesaɓata here, kana kwete? See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Jesu akapindura, akataura kuvadudziri vomurayiro nokuvaFarisi, achiti, “Kwakatenderwa kuporesa nomusi weSabata here, kana kwete?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisei achiti, “Zviri pamutemo here kana kuti kwete kuporesa nomusi weSabata?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Jesu akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisei achiti, “Zviri pamutemo here kana kuti kwete kuporesa nomusi weSabata?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akabvunza vaFarisi navadudziri vomurayiro achiti, “Zvinotenderwa here nomurayiro kuporesa nomusi weSabata, kana kuti kwete?” See the chapter |