Ruka 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi unondiramba pamberi paʋanhu, ucarambga ʋo pamberi paʋatumŋa ʋaMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Asi anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. See the chapter |