Ruka 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazozikanwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena, kana chakavigwa chisingazozivikanwi. See the chapter |