Ruka 1:80 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)80 Mŋana akakura, akasimba mumŋeya, akagara mumarenje, kuȿikira zuʋa rokuratidzwa kwake kuʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200280 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuvaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi80 Uye mwana akakura akava nesimba mumweya; uye akagara mugwenga kusvikira azoonekwa pachena kuvaIsraeri. See the chapter |