Ruka 1:76 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)76 Iwe, Mŋana, ucanzi muprofita woWokumsoro‐soro, Nokuti iwe ucatuŋgamira pamberi paShe, kumugadzirira nzira dzake; See the chapterShona Bible 1949 revised 200276 Iwe, Mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, Nokuti iwe uchatungamira pamberi paIshe, kumugadzirira nzira dzake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi76 “Uye iwe, mwana wangu, uchanzi muprofita weWokumusoro-soro; nokuti uchatungamira pamberi paShe kuti umugadzirire nzira, See the chapter |