Ruka 1:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Ʋakakumbira ibge rokunyora pariri, ʋakanyora ʋaciti: Johane, ndiro zita rake. Ʋakashamiswa ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200263 Vakakumbira chinyorero vakanyora kuti, “Johani, ndiro zita rake.” Vakashamiswa vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Akavakumbira pokunyorera, akanyora kuti “Zita rake ndiJohani” uye vose vakashamiswa nazvo. See the chapter |