Ruka 1:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Wakaropafadzwa iye mukadzi wakatenda, nokuti ɀakataurwa naShe kwaari ɀicaitika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Wakaropafadzwa iwe nokuti wakatenda, kuti zvakataurwa naIshe kwauri zvichaitika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Akaropafadzwa iye akatenda kuti zvakataurwa kwaari naShe zvichaitika!” See the chapter |