Ruka 1:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 akapinda mumba maZakaria, akakwazisa Erisabete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 akapinda mumba maZekariya, akakwazisa Erizabheti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 uko kwaakasvikopinda mumba maZekaria akakwazisa Erizabheti. See the chapter |