Online Bible

- Advertisements -

Obadia 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko.

See the chapter Copy

Obadia 1:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements