Obadia 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀinhu ɀaEsau ɀakanɀerwa sei! Fuma yaʋo, yakaʋanzwa, yakafukunurwa sei! See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi Esau achasiyiwa seiko asina chinhu, pfuma yake yakavigwa ichatorwa! See the chapter |