Obadia 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Kana mbavha dzikakuvinga kana kuti vapambi vousiku, handiti vanongotora chete zvinokwanirana navo? Kana vokukohwa magirepisi vakakuvinga handiti vanotosiyawo mamwe okufuhwa zvawo? Asi kuparadzwa kwamuchaitwa imi, aiwaiwa! See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ƌai mbava dzaiȿika kwamuri, kana makororo ʋusiku (haiwa, makaparadzwa sei!) haʋazaiɓa kuȿikira ʋariŋganiswa here? Ƌai ʋatanhi ʋamazambiriŋga ʋaiȿika kwamuri, haʋazaisiya mamŋe mazambiriŋga ari’po here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Dai mbavha dzaisvika kwamuri, kana makororo usiku (aiwa, makaparadzwa sei!) havazaiba kusvikira varinganiswa here? Dai vatanhi vamazambiringa vaisvika kwamuri, havazaisiya mamwe mazambiringa aripo here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Kana mbavha dzikakuvinga kana kuti vapambi vousiku, handiti vanongotora chete zvinokwanirana navo? Kana vokukohwa magirepisi vakakuvinga handiti vanotosiyawo mamwe okufuhwa zvawo? Asi kuparadzwa kwamuchaitwa imi, aiwaiwa! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Kana mbavha dzikakuvinga kana kuti vapambi vousiku, handiti vanongotora chete zvinokwanirana navo? Kana vokukohwa magirepisi vakakuvinga handiti vanotosiyawo mamwe okufuhwa zvawo? Asi kuparadzwa kwamuchaitwa imi, aiwaiwa! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Kana mbavha dzikauya kwamuri, kana makororo usiku, haiwa, muchaparadzwa zvakadiniko? Havazoba kusvikira pavanoda here? Dai vatanhi vamazambiringa vaiuya kwamuri, ko, havaizosiya mazambiringa mashoma here? See the chapter |