Online Bible

- Advertisements -

Obadia 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi mungadai musina kutonakidzwa nokuonerera zvenyu zuva ravanun'una venyu pazuva renyatwa dzavo mungadai musina kupembera kwazvo kufara nezvevanhu vokwaJudha nezuva rokuparara kwavo, mungadai musina kutozvitutumadza pamusi wenhamo iyoyo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Asi regai kutarira zuʋa romunuŋuna wenyu, mucifarira zuʋa renjodzi yaʋo, murege kufara pamsoro paʋana ʋaJuda nezuʋa rokuparadzwa kwaʋo; ʋuye regai kutaura muciɀikudza nezuʋa rokumanikidzwa kwaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Asi regai kutarira zuva romun'una wenyu, muchifarira zuva renjodzi yavo, murege kufara pamusoro pavana vaJudha nezuva rokuparadzwa kwavo; uye regai kutaura muchizvikudza nezuva rokumanikidzwa kwavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi mungadai musina kutonakidzwa nokuonerera zvenyu zuva ravanun'una venyu pazuva renyatwa dzavo mungadai musina kupembera kwazvo kufara nezvevanhu vokwaJudha nezuva rokuparara kwavo, mungadai musina kutozvitutumadza pamusi wenhamo iyoyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Haufaniri kutarisira mununʼuna wako pasi, pazuva rokushayiwa kwake, kana kufara pamusoro pavanhu veJudha, pazuva rokuparadzwa kwavo, kana kuzvikudza zvakanyanya pazuva rokutambudzika kwavo.

See the chapter Copy

Obadia 1:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements