Numeri 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Dzimwe nguva gore raingorifukidza kubvira manheru kusvikira mangwanani. Paisimuka gore mangwanani vaibva vasimudzirao rwendo rwavo, kana rainge raramba riripo masikati nousiku; parainge razosimuka, ndopavaibva vasimudzirawo rwendo rwavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Dzimŋe ŋguʋa gore raiʋa’po kubva maɗeko kuȿikira maŋgwana; ɀino kana gore ricisimudzwa maŋgwana, ʋaifamba; kana masikati kana ʋusiku, kana gore ricisimudzwa, ʋaifamba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Dzimwe nguva gore raivapo kubva madeko kusvikira mangwana; zvino kana gore richisimudzwa mangwana, vaifamba; kana masikati kana usiku, kana gore richisimudzwa, vaifamba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Dzimwe nguva gore raingorifukidza kubvira manheru kusvikira mangwanani. Paisimuka gore mangwanani vaibva vasimudzirao rwendo rwavo, kana rainge raramba riripo masikati nousiku; parainge razosimuka, ndopavaibva vasimudzirawo rwendo rwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Dzimwe nguva gore raingorifukidza kubvira manheru kusvikira mangwanani. Paisimuka gore mangwanani vaibva vasimudzirao rwendo rwavo, kana rainge raramba riripo masikati nousiku; parainge razosimuka, ndopavaibva vasimudzirawo rwendo rwavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Dzimwe nguva gore raingogara kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, uye paraingosimuka mangwanani vaibva vafamba. Paingosimuka gore, angava masikati kana usiku, vaibva vafamba. See the chapter |