Numeri 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Dzimwe nguva gore raifukidza tendhe rinoera kwamazuva mashoma; vaIsiraeri vaitama kana kuramba varipo maererano neshoko rainge rabva kuna Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Dzimŋe ŋguʋa gore raigara pamsoro petabernakeri mazuʋa mashomanene; ɀino seɀairaira Jehova ʋairamba ʋagere pamatente aʋo, ʋuye seɀairaira Jehova ʋaifamba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri mazuva mashomanene; zvino sezvairaira Jehovha vairamba vagere pamatende avo, uye sezvairaira Jehovha vaifamba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Dzimwe nguva gore raifukidza tendhe rinoera kwamazuva mashoma; vaIsiraeri vaitama kana kuramba varipo maererano neshoko rainge rabva kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Dzimwe nguva gore raifukidza tendhe rinoera kwamazuva mashoma; vaIsiraeri vaitama kana kuramba varipo maererano neshoko rainge rabva kuna Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri kwamazuva mashomanana chete; vaidzika musasa wavo sokurayira kwaJehovha uye pakurayira kwake, vaibva vafamba. See the chapter |