Numeri 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Haʋafaniri kusiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana, kana kuvuna fupa rimŋe rayo, asi ʋanofanira kuitamba ʋaciterera mitemo yose yepaseka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Havafaniri kusiya zvimwe kusvikira mangwana, kana kuvhuna pfupa rimwe rayo, asi vanofanira kuitamba vachiteerera mitemo yose yePasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Havafaniri kusiya chinhu kusvikira mangwanani kana kuvhuna mapfupa aro. Pavanopemberera Pasika, vanofanira kutevedza mitemo yose. See the chapter |