Numeri 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Pakuʋanatsa unofanira kuʋaitira kuɗai: Sasa pamsoro paʋo mvura inosuka ɀiʋi, ugoʋaraira kuti ʋaʋeʋurwe muʋiri waʋo wose neciȿo, ʋasuke ŋguʋo dzaʋo, nokuɀinatsa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Pakuvanatsa unofanira kuvaitira kudai: Sasa pamusoro pavo mvura inosuka zvivi, ugovaraira kuti vaveurwe muviri wavo wose nechiso, vasuke nguo dzavo, nokuzvinatsa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pakuvanatsa, unofanira kuita izvi: Sasa pamusoro pavo mvura yokuvachenesa; ipapo ugoita kuti vaveure miviri yavo yose vagosuka nguo dzavo, kuitira kuti vazvinatse. See the chapter |