Numeri 7:88 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika88 kwochiti zvipfuwo zvose pamwechete zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvakaita: handira makumi maviri ane ina namakumi matanhatu ehondohwe namakotora makumi matanhatu namakumi matanhatuwo ehwayana hono dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro wokuteketera atari kuna Mwari wakaunzwa iyo yazodzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)88 nzombe dzose dzeciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa dzakaȿika nzombe dzinamakumi maʋiri nenna, namakondobge anamakumi matanhatu, nenhoŋgo dzembudzi dzinamakumi matanhatu, namakwaiana amakondobge egore rimŋe anamakumi matanhatu. Ndico cipo cokutsaurwa kweartari, shure kwokuzodzwa kwayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200288 nzombe dzose dzechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa dzakasvika nzombe dzina makumi maviri neina, namakondohwe ana makumi matanhatu, nenhongo dzembudzi dzina makumi matanhatu, namakwayana amakondohwe egore rimwe ana makumi matanhatu. Ndicho chipo chokutsaurwa kweatari, shure kwokuzodzwa kwayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika88 kwochiti zvipfuwo zvose pamwechete zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvakaita: handira makumi maviri ane ina namakumi matanhatu ehondohwe namakotora makumi matanhatu namakumi matanhatuwo ehwayana hono dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro wokuteketera atari kuna Mwari wakaunzwa iyo yazodzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona88 kwochiti zvipfuwo zvose pamwechete zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvakaita: handira makumi maviri ane ina namakumi matanhatu ehondohwe namakotora makumi matanhatu namakumi matanhatuwo ehwayana hono dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro wokuteketera atari kuna Mwari wakaunzwa iyo yazodzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi88 Uwandu hwezvipfuwo zvechibayiro chokuwadzana pamwe chete hwaiti nzombe makumi maviri neina, makondobwe makumi matanhatu, nhongo dzembudzi makumi matanhatu namakondobwe maduku egore rimwe chete makumi matanhatu. Izvi ndizvo zvakanga zviri zvipiriso zvokukumikidzwa kwearitari shure kwokuzodzwa kwayo. See the chapter |