Online Bible

- Advertisements -

Numeri 7:81 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

81 kwouya handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

81 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

81 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

81 kwouya handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

81 kwouya handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

81 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete uye nomukono wegwayana wegore rimwe chete, kuti zvive chipiriso chinopiswa;

See the chapter Copy

Numeri 7:81

Follow us:

Advertisements

Advertisements