Numeri 7:78 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)78 Nezuʋa regumi namaʋiri Ahira, mŋanakomana waEnani, mucinda waʋana ʋaNaftari, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200278 Nezuva regumi namaviri Ahira, mwanakomana waEnani, muchinda wavana vaNafutari, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi78 Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake. See the chapter |