Numeri 7:72 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Nezuʋa regumi nerimŋe Pagieri, mŋanakomana waOkrani, mucinda waʋana ʋaAsheri, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200272 Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi72 Pazuva regumi nerimwe, Pagieri mwanakomana waOkirani, mutungamiri wavanhu vokwaAsheri, akauya nechipiriso chake. See the chapter |